Peji Rekutanga


Wikibar-alpha-8bit.png
Kwaziwai, Kwaziwai
Tikutambire kuWikipidhiya!
Duramazwi re mahara, chero munhu anogona kuuya achiwedzera ruzivo rwaanawo kana kushandura mazanhi emimwe mitauro kuisa muChishona.

Parizvino tine zvinyorwa ne Chishona.

Munoda kuona Wikipedhiya yedu senwadhi here? Dzvanyai Pano!
WikiProject Biology Logo (Deus WikiProject).png
Taramhenyu
P religion-green.png
Chinamato
Wikipedia logo v2 (black).svg
Masvomhu
Old wikipedia logo.png
Nhoroondo
Geographylogo.svg
Taranyika
P culture.svg
Nzanga
Circle-icons-music.svg
Language icon.png
Mutauro
Circle-icons-art.svg
Useza
Nuvola apps kalzium.svg
Sainzi
N icon technology.png
Ruambarueza
ArchitectureIcon.svg
Wikibar-alpha-8bit.png
Wikibar-alpha-8bit.png
Zimbabwe Outline.svg
Musha uno ndewedu vatauri veChivanhu, , muno muWikipedhiya.

Wikipedhiya chinyorwa chepadanhautande chinounganidzwa ungwaru, ruzivo nohunyanzvi hwezvikamu zvese zveraramo remarudzi osezvayo erino pasi. Zvakanaka zvakadzama kwazvo kuti gapu rese iri reungwaru, ruzivo nohunyanzvi rive rinonyogwa mururimi rwaamai. Basa iri ngatiritange nhasi tigorisiirawo vana vedu navana vavowo, zvichingoenda, ziyenda nakuenda.

Mutauro wedu isu vanhu hauna kugara uchinzi ChiShona kwete. Muchena ainzi Clement Doke ndiye akatanga kushandisa izwi rekuti ChiShona mugore ra1931. Mutauro wedu unonzi ChiVanhu.

Munokokwa mese, ani naani zvake, kuti muwedzere zvinyogwa izvi. Vanyori, vadzidzisi nevadzidzi veChiShona muzvikoro zvikuru zvedzidzo munokokwa kuti mutitungamirire pabasa iri. Tinodaidza kunyanya zvikuru sei avo vadzidzi nevadzidzisi vari muboka rezvidzidzo zveChiShona paYunivhesiti yeZimbabwe uyewo avo vese vakapedza zvidzidzo zveChiShona pachikoro chikuru ichi.

Kana muchida kuziva zvakawanda nezvehumwe yeWikipediya endai panzvimbo yemudandira iyi www.wikipedia.org

Tsvakai muwedzere ruzivo rwenyu nezve

Wikibar-alpha-8bit.png
New-Bouncywikilogo.gif
Wikibar-alpha-8bit.png
Wikibar-alpha-8bit.png
Nehanda Nyakasikana

"Aah! Nehanda Nyakasikana!

Kunozove riniko,
Isu VaNyai tichitambudzika;
Mweya Unoera!
Kunozove riniko,
Isu VaNyai tichidzvinyirirwa?
Ko, inga taneta wani nokunwa misodzi;
Ko, toshirira kudzamara kuve riniko?
Ko, inga panguva yechando miti inozvizorodza,
Inokuhumuka mashizha yombowana rudekaro,
Kwozoti nokuchena kwokunze yodombera;
Mashizha yovawo nenhenhere inoyevedza;
Shiri nemhuka nenyuchi dzokwezvwa nehwema,
Ko, isu rugare ruchatisvika riniko?
Vana vacheche vatinobereka,
vawakatipa Iwe Samasimba,
vanova ndivo vadyi venhaka dzedu,
nhasi vokura vakasunzumara munyika yavo,
Voshaya nzvimbo dzokurarama nokuzvidekadza?
Apa nepapo pazere rufuse,
Makumbo avo ane matuzu nokupfuviswa neriri pfumojena.
Ko, vosvikepiko?
Mudzimba dzose nomumisha yose vari kutandwa pamwe nokurohwa;
Munzvimbo dzose nomumatare mose avanotongerwa, vari kungourayiwa senhunzi,
Pasina chikonzero, pasina mhosva
Pfuma yenyika nhasi yakatorwa vakagovana paukama hwavo vepfumojena.
Nhasi vari kudya mafuta ayo nyika
Isu tichidya nhoko dzezvironda
Nhasi vari kudya, vakora sehochi
Isu toondoroka sembwa ine gwembe
Nhasi vagere murusununguko
lsu todzipwa huro nemajoto
Rusununguko, Nehanda, ndorupi?
Hamungaburukirewo kwatiri here?
Harahwa dzedu dzobatwa sepwere
Munyika yawavapa, musiki mugoni!
Havasisina rukudzo panyika.
Havasisina chavanacho
Dambudziko guru ndiro ravawira
Baba mutsvene!
Gomo rine ngoni!
Hamungotinzwawo kuchema kwedu here?
Tine chitadzo chakakura sei
Chokubva matiramwa zvakadai?
Nehanda Nyakasikana!
Kunozova riniko?
Isu VaNyai tichidzvinyirirwa

Neriri pfumojena rasvika munyika.
~ Nhetembo iyi yakatogwa kubva mubhuku rinonzi, Feso, rakanyogwa naVaSolomon Mutswairo (mugore ra1956).
Wikibar-alpha-8bit.png
Mfananidzo weVhiki
Harare International Airport.jpg
Chiteshi che Ndege che Dhidhizha, Harare, Zimbabwe
Wikibar-alpha-8bit.png
jj
Wikipedia logo puzzle globe spins horizontally and vertically, revealing the contents of all of its puzzle pieces, without background.gif
Wikibar-alpha-8bit.png
Zvidzidzo
Maziwumbe: Ezhiya · Afurika · Amerika Maodzanyemba · Amerika Chamhembe · Andakitika · Yuropu · Ostireriya

Nyika: Angora · Vutswana · Zimbabwe · Namibhiya · Khemeti (Ijipita) · Tanzania · Naijeriya · Rhashiya · Furanzi · Speini · Kanadha · Mehiko · Jerumani · Chayina · Raosi · Makawo · Jorodhani · Omani · Yemeni · Neparu

Wikibar-alpha-8bit.png
Mitauro: Chishona · Chindau · Chizulu · Chispeini · Chiarabhu · Chiswahiri · Chihausa · Chirhashiya · Chifurenji · Chiputukezi · Chibhunu · Chichayina · Chijapani · Chingezi · Chihindi · Chiaramu · Chin'ko · Chindevere · Chibuja (Chibudya)
Wikibar-alpha-8bit.png
Vashona: Vakaranga (munhoroondo ye Chivhenda/Vasenzi, Valaudzi, Vandalamo, Vamasingo), Vazezuru, Vakorekore, Vabuja, Vamanyika, Vandau, Vadoma, Vatavara, Vahungwe, Vambire, Vanyai, Varozvi, Vakalanga, Vanambya, Vatalaote

Madzinza: Vazulu, Vaswahiri, Vavhenda, Vandeḅele, Vandebele, Vanyarwanda, Varundi, Vatonga, Vakongo, Vachewa, Vaxhosa, Vayorubha, Vaigbho, Vahausa, Vaakani, Vafulani, Vamaghrebhi,

Wikibar-alpha-8bit.png
Zvinamato: Uvanhu (Vashona) · Ukristu (Vakristu) · Uyiziramu (Vasalama) · Uhindu· Ujudha (Vajudha) · Ubhudha · Usikhi · Udhao (Utao) · Ukonfushasi (Uru) · Ubhaha'i (Ubhahá'í) · Ushinto · Ujaini · Uzoroasti · Zvinamato zve Afurika
Wikibar-alpha-8bit.png
Tsika: Roora · Chisi · Karenda ye Chivanhu (Mwedzi ne Mavhiki) ·

Mhanzi: Jiti, Dancehall, Afrobeats, Sungura, Tuku (Afrojazz)

Chikafu: Sadza · Mbambaira · Manhuchi · Maputi · Mabhanzi · Madora · Bota · Derere · Mupunga · Muriwo · Hohwa · Masau · Nyimo · Nyemba

Wikibar-alpha-8bit.png
Upanganyeredzi: Gwararezhou · Ghalaksi · Rhadenga (kozimosi) · Chadenga · Zvindeya · Nyeredzi · Unganyeredzi · Zuva · Mwedzi · Chisimira · Ndemara · Runyanga · Nguruvenembwa · Mazhara · Maguta ·

Mivara: Ungu · Zerere · Tsvuku · Kiwani · Hute · Huroro · Tema · Ranjisi · Mbise · Chena · Nundu · Shava · Pfumbu · Farata · Punje · Fuvana · Suso · Shora · Chichiri

Wikibar-alpha-8bit.png
Simbi: Utare · Mhangura · Ndarira · Zeng'e · Ndarama · Darejena · Mutobvu · Aluminiyamu · Platinamu · Niyakari

Concepts: Zvose · Upasina · Uzima · Rudo · Ruvengo · Unake · Uvi · Rima · Chiedza · Kuyera (Utsvene) · Ruhana ·Mweya (wemunhu) · Rusvinuko · Upenyu · Rufu · Pfungwa · Hana · Nhu · Moyo · Mbune · Umbimba (igo) · Chivi

Wikibar-alpha-8bit.png

Kuti muwane zvimwe zvinyorwa tarirai linki ye zanhi dzasiyo:

Makarenda e Mwedzi uno
Karenda ya Gregori Karenda ye Chivanhu
<< Gumiguru >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1
2 3 4 5 6 7 8
9 10 11 12 13 14 15
16 17 18 19 20 21 22
23 24 25 26 27 28 29
30 31
....2021 - 2022 - 2023....
<< Mbudzi >>
Mvh Chp Cht Chn Chs Mg Csi
1 2 3 4 5
6 7 8 9 10 11 12
13 14 15 16 17 18 19
20 21 22 23 24 25 26
27 28 29 30
Kubva 25 Gumiguru - 23 Mbudzi
....2021 - 2022 - 2023....
Wikibar-alpha-8bit.png
Chidzidzo cheVhiki Rino:
Muti (Nge. medicine; traditional & modern medicine) kana Umuti isainzi uye praktisi yekuchengetedza vahwere, kumaneja mbondero, rumbondemberi (kureva progunosisi), kudzivirira, kurapa, kuphaliyeta maronda ne chirwere, uye kupromota hutano hwavo. Umuti hwunosanganisa zvisiyano-siyano zvemabasa ekuchengedza hutano anotaravara kupinda muku mentena uye kurhistowa hutano nekudzivirira uye kurapa chirwere.... (werengai zvakadzama...)
Wikipedia logo puzzle globe spins horizontally and vertically, revealing the contents of all of its puzzle pieces, without background.gif

Wikibar-alpha-8bit.png

Wikibar-alpha-8bit.png
Chidzidzo cheMwedzi Unowu
Milky way map.png
Gwararezhou, Gwara Rezhou (kureva path of the elephant; Milky Way Galaxy) kana Gwararenzou, ighalaksi rinosanganisa Mtandira we Mushana wedu, zita rayo paChivanhu rakatumidzwa kutodza nzira inofambwa ne nzou, nokuda kwe kuungana kwenyeredzi dzichipoterera. Gwararezhou rinooneka se gungano re chiedza mudenga rousiku rinoumbwa nokuda kwenyeredzi dzisingakwanise kuongororwa ne ziso risina kupfeka.

Neno rokuti Milky Way ichishandurudzwa che Chiratini via lactea, kubva kuChigiriki γαλακτικός κύκλος (galaktikos kýklos) kureva kuti "denderedzwa re umukaka". Kubva ku Rinopasi, Gwararezhou rinooneka senge bhendi nekuda kwe chiwumbiko charo cherudhiski pakuoonekwa kubva kumukati. Galileo Galilei akatanga kuresolva bhendi re chiedza munyeredzi dzimwe ne dzimwe ne ringakura muna 1610. Kusvika mukutanga kwe ma1920, vapanganyeredzi vaifunga kuti Gwararezhou ndiro raive ne nyeredzi dzose dziri mu Vuungazvose. Mukuteera Great Debate re 1920 pakati pe vapanganyeredzi Harlow Shapley na Heber Curtis, zvicherechedzo zva Edwin Hubble zvakarakidza Gwararezhou ighalaksi ribodzi pakati pe mamwe. (werengai zvakadzama...)

Wikibar-alpha-8bit.png
Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mimwe mwishumo (mapurojekti) yakadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
WikiProject Structured Data for Commons-logo.svg
Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo eunjee.
Meta-Wiki Confirmed-2000px.png
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
Wiktionary-logo-ka-without-text.svg
Duramazwi.
Wikibooks-logo.png
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
Wikiquote-logo-sq.svg
Unganidzo re madzupuramanzwi
Wikisource-logo.svg
(Wikisosi)
Kuvamagwaro re mahara.
Wikispecies-logo.svg
Duramazwi re marudzi (maspishi).
Wikiversity Logo.png
Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara.
Wikinews-Africa-logo.svg
Nhau dze mahara.


Wikibar-alpha-8bit.png
Mimwe mitauro ye Afurika isiri pakati pe dzihombe:
· · · · · · · ) · · · · · · · · · · · · · · · · · · · · · · · · · ·
(Tarisai bhaa repadivi kuti muone mamwe mapeji eWikipedhiya)
Afar Main_Page
Abkhazian Ихадоу_адаҟьа
Achinese Ôn_Keuë
Adyghe НэкӀубгъо_шъхьаӀ
Afrikaans Tuisblad
chiAkani Krataafa_Titiriw
Alemannisch Wikipedia:Houptsyte
Southern Altai Тӧс_бӱк
chiAmaric ዋናው_ገጽ
Amis Sa’ayayaw_pising_no_tyin-naw
Aragonese Portalada
Old English Heafodtramet
chiArabu الصفحة_الرئيسية
Aramaic ܦܐܬܐ_ܪܝܫܝܬܐ
Moroccan Arabic الصفحة_اللولا
Egyptian Arabic الصفحه_الرئيسيه
Assamese বেটুপাত
Asturian Portada
Atikamekw Otitikowin
Avaric БетӀераб_гьумер
Kotava Xadola
Awadhi प्रधान_पन्ना
Aymara Nayriri_uñstawi
Azerbaijani Ana_səhifə
South Azerbaijani آنا_صفحه
Bashkir Баш_бит
Balinese Kaca_Utama
Bavarian Wikipedia:Hoamseitn
Samogitian Pėrms_poslapis
Central Bikol Panginot_na_Pahina
chiBelarusi Галоўная_старонка
Belarusian (Taraškievica orthography) Галоўная_старонка
chiBulgarian Начална_страница
Bhojpuri मुख्य_पन्ना
Bislama Nambawan_Pej
Banjar Laman_Tatambaian
Pa'O အဓိကလိတ်မဲ့ငါ
Bambara Nyɛ_fɔlɔ
chiBengali প্রধান_পাতা
Tibetan གཙོ་ངོས།
Bishnupriya পয়লা_পাতা
Breton Degemer
Bosnian Početna_strana
Buginese Mappadecéŋ
Russia Buriat Нюур_хуудаһан
Catalan Portada
Chavacano El_Primero_Pagina
Min Dong Chinese Tàu_Hiĕk
Chechen Коьрта_агӀо
Cebuano Unang_Panid
Chamorro Fanhaluman
Choctaw Main_Page
Cherokee ᎤᎵᎮᎵᏍᏗ
Cheyenne Va'ohtama
Central Kurdish دەستپێک
Corsican Pagina_maestra
Cree ᓃᔥᑕᒻᐹᔅᑌᒋᓂᑲᓐ
Crimean Tatar Baş_Saife
chiCzech Hlavní_strana
Kashubian Przédnô_starna
Church Slavic Главьна_страница
Chuvash Тĕп_страница
Welsh Hafan
Danish Forside
Dagbani Solɔɣu
chiJerimani Wikipedia:Hauptseite
Dinka Apam_këdït
Zazaki Pela_Seri
Lower Sorbian Głowny_bok
Doteli मुख्य_पन्ना
Divehi މައި_ޞަފްޙާ
Dzongkha མ་ཤོག།
Ewe Axa_do_Ŋgɔ
chiGreek Πύλη:Κύρια
Emiliano-Romagnolo PP
Chirungu Main_Page
Esperanto Vikipedio:Ĉefpaĝo
chiSpanish Wikipedia:Portada
Estonian Vikipeedia:Esileht
Basque Azala
Extremaduran Página_prencipal
chiPeshiya صفحهٔ_اصلی
Fulah Hello_jaɓɓorgo
Finnish Wikipedia:Etusivu
võro Wikipedia:Pääleht
Fijian Tabana_levu
Faroese Forsíða
chiFurenchi Wikipédia:Accueil_principal
Arpitan Vouiquipèdia:Reçua_principâla
Northern Frisian Wikipedia:Hoodsid
Friulian Pagjine_principâl
Western Frisian Haadside
Irish Príomhleathanach
Gagauz Baş_yaprak
Gan Chinese 封面
Guianan Creole Paj_Prensipal
Scottish Gaelic Prìomh-Dhuilleag
Galician Portada
Gilaki گتˇ_ولگ
Guarani Ape
Goan Konkani मुखेल_पान
Gorontalo Halaman_Bungaliyo
Gothic 𐌰𐌽𐌰𐍃𐍄𐍉𐌳𐌴𐌹𐌽𐌹𐌻𐌰𐌿𐍆𐍃
Gujarati મુખપૃષ્ઠ
Gun Weda_Tangan
Manx Ard-ghuillag
chiHausa Babban_shafi
Hakka Chinese Thèu-Ya̍p
Hawaiian Ka_papa_kinohi
Hebrew עמוד_ראשי
chiHindi मुखपृष्ठ
Fiji Hindi Pahila_Panna
Hiri Motu Main_Page
Croatian Glavna_stranica
Upper Sorbian Hłowna_strona
Haitian Creole Paj_Prensipal
chiHungari Kezdőlap
Armenian Գլխավոր_էջ
Western Armenian Գլխաւոր_Էջ
Herero Main_Page
Interlingua Pagina_principal
chiIndonesia Halaman_Utama
Interlingue Principal_págine
chiIgbo Ihu_mbụ
Inupiaq Aullaġniisaaġvik
Iloko Umuna_a_Panid
Ingush Керттера_оагӀув
Ido Frontispico
Icelandic Forsíða
chiTariana Pagina_principale
Inuktitut ᐊᒥᖅ
chiJapani メインページ
Jamaican Creole English Mien_Piej
Lojban uikipedi'as:ralju
chiJava Wikipédia:Pendhapa
Georgian მთავარი_გვერდი
Kara-Kalpak Bas_bet
Kabyle Asebter_agejdan
Kabardian НапэкӀуэцӀ_нэхъыщхьэ
Kabiye Talɩ_ɖeu
Tyap A̱tsak_Wat_Wu
Kongo Mukânda_ya_ngudi
Kikuyu Main_Page
Kuanyama Main_Page
Kazakh Басты_бет
Kalaallisut Saqqaa
chiKhema ទំព័រដើម
Kannada ಮುಖ್ಯ_ಪುಟ
chiKoria 위키백과:대문
Komi-Permyak Пондӧтчан_листбок
Kanuri Main_Page
Karachay-Balkar Баш_бет
Kashmiri اَہَم_صَفہٕ
Colognian Wikipedia:Houpsigk
Kurdish Destpêk
Komi Медшӧр_лист_бок
Cornish Folen_dre
Kyrgyz Башбарак
Latin Vicipaedia:Pagina_prima
Ladino La_Primera_Hoja
Luxembourgish Haaptsäit
Lak Агьаммур_лажин
Lezghian Кьилин_ччин
Lingua Franca Nova Paje_xef
Ganda Olupapula_Olusooka
Limburgish Veurblaad
Ligurian Pagina_prinçipâ
Ladin Plata_prinzipala
Lombard Pagina_principala
Lingala Lokásá_ya_libosó
Lao ໜ້າຫຼັກ
Northern Luri سرآسونٱ
Lithuanian Pagrindinis_puslapis
Latgalian Suoku_puslopa
Latvian Sākumlapa
Madurese Tanèyan
Maithili सम्मुख_पन्ना
Basa Banyumasan Kaca_Utama
Moksha Пря_лопа
Malagasy Wikipedia:Fandraisana
Marshallese Main_Page
Eastern Mari Тӱҥ_лаштык
Maori Hau_Kāinga
Minangkabau Laman_Utamo
Macedonian Главна_страница
Malayalam പ്രധാന_താൾ
Mongolian Нүүр_хуудас
Manipuri ꯃꯔꯨꯑꯣꯏꯕ_ꯂꯃꯥꯏ
Mon မုက်လိက်တမ်
Marathi मुखपृष्ठ
Western Mari Тӹнг_ӹлӹштӓш
chiMalay Laman_Utama
Maltese Il-Paġna_prinċipali
Muscogee Main_Page
Mirandese Biquipédia:Páigina_percipal
chiBurma ဗဟိုစာမျက်နှာ
Erzya Прявтлопа
Mazanderani گت_صفحه
Nauru Bwiema_peij
Nāhuatl Calīxatl
Neapolitan Paggena_prencepale
Low German Wikipedia:Hööftsiet
Low Saxon Vöärblad
chiNepali मुख्य_पृष्ठ
Newari मू_पौ
Ndonga Hambili_Tarkerazu
Nias Olayama
chiDutch Hoofdpagina
Norwegian Nynorsk Hovudside
Norwegian Portal:Forside
Novial Chefi_pagine
N’Ko ߓߏ߬ߟߏ߲߬ߘߊ
Norman Page_dé_garde
Northern Sotho Letlakala_la_pele
Navajo Íiyisíí_Naaltsoos
Nyanja Tsamba_Lalikulu
Occitan Acuèlh
Livvi-Karelian Piäsivu
Oromo Fuula_Dura
Odia ପ୍ରଧାନ_ପୃଷ୍ଠା
Ossetic Сæйраг_фарс
chiPunjabi ਮੁੱਖ_ਸਫ਼ਾ
Pangasinan Arapan_ya_Bolong
Pampanga Pun_Bulung
Papiamento Página_Prinsipal
Picard Accueul
Nigerian Pidgin Main_Pej
Pennsylvania German Haaptblatt
Palatine German Wikipedia:Haubdsaid
Pali पमुख_पत्त_Pamukha_patta
Norfuk / Pitkern Mien_Paij
chiPolish Wikipedia:Strona_główna
Piedmontese Intrada
Western Punjabi پہلا_صفہ
Pontic Αρχικόν_σελίδα
Pashto لومړی_مخ
chiPutukezi Wikipédia:Página_principal
Paiwan sitjumaq_na_sapitj
Quechua Qhapaq_p'anqa
Romansh Wikipedia:Pagina_principala
Vlax Romani Sherutni_patrin
Rundi Urupapuro_nyamukuru
chiRomanian Pagina_principală
Aromanian Prota_frãndzã
Tarantino Pagene_Prengepále
chiRashiya Заглавная_страница
Rusyn Головна_сторінка
chiRwanda Intangiriro
Sanskrit मुख्यपृष्ठम्
Sakha Сүрүн_сирэй
Santali ᱢᱩᱬᱩᱛ_ᱥᱟᱦᱴᱟ
Sardinian Pàgina_printzipale
Sicilian Pàggina_principali
Scots Main_Page
Sindhi مُک_صفحو
Northern Sami Portála:Ovdasiidu
Sango Gä_nzönî
Serbo-Croatian Glavna_stranica
Tachelhit Tasna_Tamzwarut
Shan ၼႃႈႁူဝ်ႁႅၵ်ႈ
Sinhala මුල්_පිටුව
Simple English Main_Page
Slovak Hlavná_stránka
Saraiki پہلا_پرت
Slovenian Glavna_stran
Samoan Itūlau_Muamua
Inari Sami Ovdâsijđo
chiSomali Bogga_Hore
Albanian Faqja_kryesore
Serbian Главна_страна
Sranan Tongo Fesipapira
Swati Likhasi_Lelikhulu
Southern Sotho Leqephe_la_pele
Saterland Frisian Haudsiede
Sundanese Tepas
chiSwedish Portal:Huvudsida
Swahili Mwanzo
Silesian Przodniŏ_zajta
Sakizaya saayaway_a_belih
chiTamil முதற்_பக்கம்
Tayal T’ringan_na_zzngayan
Tulu ಮುಖ್ಯ_ಪುಟ
Telugu మొదటి_పేజీ
Tetum Pájina_Mahuluk
Tajik Саҳифаи_аслӣ
chiThai หน้าหลัก
Tigrinya መበገሲ_ገጽ
Turkmen Baş_Sahypa
Tagalog Unang_Pahina
Tswana Main_Page
Tongan Peesi_tali_fiefia
Tok Pisin Fran_pes
chiTurkish Anasayfa
Taroko Ruwahan_patas
Tsonga Tlukankulu
Tatar Баш_бит
Tumbuka Jani_likulu
Twi Kratafa_Titiriw
Tahitian Fa’ari’ira’a
Tuvinian Кол_арын
Udmurt Кутскон_бам
Uyghur باش_بەت
chiUkrenia Головна_сторінка
chiUrdu صفحۂ_اول
Uzbek Bosh_Sahifa
Venda Hayani
Venetian Wikipedia:Prinsipio
Veps Pälehtpol’
chiVietnam Trang_Chính
West Flemish Voorblad
Walloon Mwaisse_pådje
Waray Syahan_nga_Pakli
Wolof Xët_wu_njëkk
Wu Chinese 封面
Kalmyk Нүр_халх
Xhosa Iphepha_Elingundoqo
Mingrelian დუდხასჷლა
Yiddish הויפט_זייט
chiYoruba Ojúewé_Àkọ́kọ́
Zhuang Yiebdaeuz
Zeelandic Vòblad
chiChinese Wikipedia:首页
Classical Chinese 維基大典:卷首
Chinese (Min Nan) Thâu-ia̍h
Cantonese 頭版
chiZulu Ikhasi_Elikhulu

This page is based on a Wikipedia article written by contributors (read/edit). Text is available under the CC BY-SA 4.0 license; additional terms may apply. Images, videos and audio are available under their respective licenses. Cover photo is available under CC BY 2.0 license.